Accessibility links

Breaking News

Zimbabwe Yobatana neDzimwe Nyika Kucherechedza Mwedzi weChirwere cheAutism


Doctor Simbiso Ranga
Doctor Simbiso Ranga

Zimbabwe iri kubatana nedzimwe nyika kucherechedza mwedzi wevana vane pfungwa dzisingaenderane nezera ravo kana kuti "autism", vabereki vari kukurudzirwa kuti vanyatsotarisisa vana vavo sezvo chirwere ichi chichinonoka kuzivikanwa kuti chabata mwana. Mwedzi waKubvumbi wega wega ndiwo unocherechedzwa chirwere ichi.

Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chinoshanda kuNorth Carolina sachiremba Dr Simbiso Ranga vanoti vabereki vanofanirwa kushanda navana chiremba. Vati, "Kazhinji kacho vana vanenge vaine dambudziko re"autism" vanonetsekana nekutaura nezvimwe zvekuti vamwe vanototi mwana haateerera ane musikanzawa icho chiri chirwere ichi," Dr Ranga vaudza Studio7.

please wait

No media source currently available

0:00 0:03:02 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Kazhinji vana vane chirwere ichi munyika vanongosiiwa vasina rubatsiro rwakakwana rwavanopihwa. Hapanawo tsvakiridzo yakakwana yekuziva huwandu hwevana vane chirwere ich

Forum

XS
SM
MD
LG