WASHINGTON —
Dare repamusoro soro rinoti hapana mwanasikana ari pasi pemakore gumi nemasere anoroodzwa nevabereki vake, kuita izvi kunenge kwava kutyora mutemo..
Pastor Patrick Mugadza vanonamatira mudzimai waVaItai Dzamara nemhuri yavo vachikumbira Amai Sheffra Dzamara kuti varegerere vanhu vakapamba murume wavo muna Kurume gore rapera….
Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chiri kunze kwenyika choita mukurumbira nekuita nyambo dziri kuburitswa pamavhidhiyo pamadandemutande….
Muchirongwa cheLiveTalk na 8:30pm tiri kutarisa zvinoreva mutongo wedare Constitutional Court wekuti vabereki vanokwanisa chete kuroodza vanasikana vavo vadarika makore gumi nemasere ekuberekwa.