Accessibility links

Breaking News

Nyika dzemuEurope Dzotsidza Kubatsira Ukraine

Britain's Prime Minister Keir Starmer, second right, and Ukrainian President Volodymyr Zelenskyy, second left, pose for a photo with other leaders during the European Political Community Summit at Blenheim Palace in Woodstock, Britain, July 18, 2024.

Vatungamiri venyika dzekumawirira vasangana nhasi muBrian vakakurudzirana kubatana kubatsira Ukraine iyo iri kurwiswa neRussia.

Ukuwo mutungamiri wenyika yeUkraine VaVolodymyr Zelenskyy vashora zvikuru mutungamiri weHungary VaVicktor Orban nekuita musangano nemutungamiri wenyika yeRussia VaVladimir Putin.

VaOrban vari pamusangano uyu vati vanotsigira Ukraine asi vakati havaone ichikunda Russia muhondo nekudaro panofanira kuitwa nhaurirano.

Zvichakadaro, Ukraine inoti yadonhedza ndege dzemhando yemadrones gumi nenhanhatu dzange nezvimwe zvombo zvemuchadenga zviviri zvatumirwa neRussia manheru.

Forum

XS
SM
MD
LG