Accessibility links

Breaking News

VaTrump Vatumira Nhumwa kuRussia Kunozeya Kurudziro Yekuti Imbomisa Hondo neUkraine


Finland Trump Putin Summit
Finland Trump Putin Summit

Mutungamiri wenyika yeAmerica VaDonald Trump vanoti vatumira nhumwa kuRussia kunotaura nemutungamiri wenyika iyi, VaVladimir Putin nezve kumbomisa hondo kwemwedzi mumwe chete pakati penyika iyi neUkraine.

Ukraine yakatobvumirana nehurongwa uhu. America ichitungamirira negurukota rinoona nezvekudyidzana nedzimwe nyika VaMarco Rubio yakaita hurukuro kuSaudi Arabia nechikwata cheUkraine vakawirirana kuti hondo yave nemakore matatu imbomisw.

VaTrump vanoti hondo iyi yaurayisa vanhu vakawanda munyika mbiri idzi.

Forum

XS
SM
MD
LG