Accessibility links

Breaking News

Mabhindauko Oshaya Basa muZimbabwe


Vanoita mabasa ekutenga zvinhu kunze kwenyika, vachizozvitengesa muZimbabwe, vanoti kunyange hazvo hurumende yakatora matanho ekuwedzera mari pamwe nekuisa mutemo wekuti zvinhu zvitengeswe nemari yekunze, zvinhu zvichakangovaomera chete.

Vanoita mabasa aya vanoti zvinhu zvava kutodhura muZimbabwe nekuda kwekushandiswa kwemari yeku America, izvo zinoreva kuti veruzhinji vakatarisana nedambudziko rekutenga zvekudya nezvimwewo.

Carole Gombakomba weStudio7 aita hurukuro naMai Vimbai Zinyama, Techinical Adviser musangano re Chamber of Informal Economy Association, kuti tinzwe mamiriro akaita zvinhu.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG