Accessibility links

Breaking News

Vanhu Voramba Vachifa Nekorere Munyika


Gurukota rezvehutano nekuchengetedzwa kwakanaka kwevana, Dr David Parirenyetwa, vanoti pane hurongwa hwekudzidzisa vanhu kuti vazvibate zvakanaka, kuitira kuti vabate zvirwere, izvo zvinosanganisira chirwere chekorera. Sangano re World Health Orgnisation inoti kusvika nezuro vanhu 1 732 vafa nekorera kubva pakatanga chirwere ichi muna nyamavhuvhu, uye vanhu vabatwa nechirwere ichi vadarika zviuru makumi matatu nezvina nemazana matatu.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro navaParirenyetwa kuti tinzwe mamiriro akaita zvinhu.


Kuti tinzwewo pfungwa dzemasangano akazvimirira panyaya yekorera, Patience Rusere weStudio7 aita hurukuro nemutauriri weNANGO, VaFambayi Ngirande.



XS
SM
MD
LG