Accessibility links

Breaking News

Mitengo yeChikafu Inonzi Yava Kudzikira


Vari kuona zviri kuitika munyika vanoti kumitengo yechikafu yava kudzikira munyika, kunyange hazvo vanhu vakawanda vari kukundikana kutenga chikafu nepamusana pekushaya mari yekunze.

Mitengo yezvinhu inonzi yava kudzikira zvichikonzerwa nekuwanda kuri kuita chikafu munyika, uye kuwanikwa kwechikafu muminda, izvo zviri kupa kuti vamwe vanhu vasatenga chikafu.

Nyanzvi munyaya dzezvehupfumi dzinoti kunyange hazvo mitengo iri kudzikira, vanhu vakawanda vari kurasikirwa nemabasa, izvo zviri kupa kuti vatadze kutenga chikafu sezvo vane nge vasina mari.

Muzvare Naome Chakanya inyanzvi munyanya dzehupfumi, uye vachishanda neLabour and Economic Research Institute of Zimbabwe.

Patience Rusere weStudio7 aita hurukuro naMuzvare Chakanya kuti tinzwe maonero avo.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG