Accessibility links

Breaking News

Gunners Yotungamira  paPremier Soccer League Log


Murairidzi wechikwata cheGunners, VaMoses "Bambo" Chunga, vanoti vari kufadzwa nematambiro ari kuita chikwata chavo pari zvino. Gunners ndiyo yava pamberi pe Premier Soccer League Log.

Chikwata cheGunners chine 41 points, chichiteverwa neDynamos ine 40 points. Asi Dynamos ichine mitambo miviri kuti ienzane neDynamos zvekuti De Mbare ikakunda mumitambo miviri iyi, inenge yava ne 46 points

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro naVaChunga kuti tinzwe mamiriro akaita zvikwata zvenhabvu mu PSL


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7…


XS
SM
MD
LG