Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, Chitatu, Kukadzi, 10. 2016


Voice of America Studio 7
Voice of America Studio 7

Zanu-PF yoita musangano wePolitburo paine kukandirana makobvu nematete pavakuru vebato iri.

Vagari vekuMasvingo vochema nerekuti vari kumanikidzwa kubhadhara mari yebhavhudhe raVaMugabe.

Hurumende yokumbira mari inodarika bhiriyoni imwe chete nezviuru mazana mashanu yekutenga chikafu.

Muchirongwa cheLivetalk- na 8:30 pm tiri kutarisa nyaya yekunetsana mubato reZanu-PF

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 13860, ne 15460 Kilohertzs pa Shortwave kana paFacebook page yedu yevoa Shona.

Misoro yeNhau, Kukadzi, 10, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:59 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG