No media source currently available
VaJoseph Chinotimba vanoti vanowirirana nemutungamiri wenyika kuti goho regore rino rakanaka. Vakatura izvi pakuvhurwa kweparamende uye vanoti vanoshora zvirikutaurwa nevemapato anopikisa ayo anoti hupfumi hwenyika hurikuenda kumawere.Wonayi motumira vamwe.
Ona Mafungiro
Facebook Forum