Accessibility links

Breaking News

Nhepfenyuro Nhatu Dzemumanharaunda Dzopihwa Marezinesi Eku Tepfenyura


Nhepfenyuro Nhatu Dzemumanharaunda Dzopihwa Marezinesi Eku Tepfenyura
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:50 0:00

Hurumende, kubudikidza neBroadcasting Authority of Zimbabwe, yakazivisa kuti yapa marezenisi kunhepfenyuro nhatu dzemumanharaunda dzinoti Nyangani Community Radio Trust, Ntepe-Manama Community Radio Trust pamwe neThe Mbembesi Development Trust. Sachigaro weZacras, Muzvare Pelagia Kapuya votaura.

XS
SM
MD
LG