Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau Dzedu Dzanhasi – Chishanu, Ndira 1, 2016


Gore idzva rinotanga zvakaipa vana chiremba navana mukoti vachitadza kuenda kubasa vachiti havana mari dzekufambisa dzinovakwanira kunyange hazvo hurumende yakati ichavapa dhora rimwe chete pamunhu pazuva semari yekufambisa…..

Vatori venhau vanoti vari kushushikana zvikuru nekutadziswa zvikuru nehurumende mukuita basa ravo murunyararo sezvinotsigirwa nebumbiro remitemo yenyika…

Vanhu vooneswa chitsvuku ku Tanzania pavanenge vaenda kunotora motokari dzavanenge vatenga kuJapan….

Muchirongwa chedu cheLiveTalk tiri kutaura pamusoro pegore idzva ratanga nhasi….

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 13860 ne 15460 kilohertzs pa shortwave kana paFacebook page yedu yeVOAShona.

Misoro yeNhau Dzedu Dzanhasi – Chishanu, Ndira 1, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:47 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG