WASHINGTON D.C. —
Magweta anoona nezvekodzero dzevanhu anoti kusataura pachena kuri kuitwa nemauto kunoita kuti vanhu vasanyatsoziva kana zviri kuitwa zviri pamutema.
Rimwe rema gweta aya, VaLizwe Jamela, vanoshanda neZimbabwe Lawyers for Human Rights, vanoti zviri kuitwa nemauto pana VaMugabe zvinonetsa kuti vanhu vaone kana pane kutyorwa kwemutemo kana kuti kwete.
Facebook Forum