Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau - Chitatu, Ndira 13, 2016


Studio 7 09 Aug
Studio 7 09 Aug

Zimbabwe yoyambirwa kuti haisi kuzopihwa rubatsiro rwemari yekushandisa mukurwisa kushanduka kuri kuita kunze kudzamara yabhadhara zvikwereti zvayo zvose kunyika dzakabudirira….

Mapurisa oferefeta kupazwa kwehofisi yemutevedzeri wemutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa…

Zvizvarwa zveZimbabwe zviri kunze kwenyika zvoramba zvakashinga mukubatsira vari kumusha kuZimbabwe…

Zvipfuyo zvoparara kuMasvingo nepamusana pekushaya mvura….

Muchirongwa cheLiveTalk na 8:30pm tiri kutarisa kunetsana kuri kuramba kuchienderera mberi muZanu PF vamwe vachiti vapwanyirwa mahofisi vamwe vachitumidzirwa bara repfuti.

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 12080, ne 15460 Kilohertzs pa Shortwave kana paFacebook page yedu yevoa Shona.

XS
SM
MD
LG