Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi Gunyana 6, 2015


Studio 7
Studio 7

Sangano rePTUZ rinosvora mashoko akaburitswa nebepanhau reHerald ekuti mutungamiri weMDC T, VaMorgan Tsvangirai vari kukurudzira vashandi vehurumende kuti vaipandukire nekuti ine hurongwa hwekuvaburitsa mabasa, richiti sesangano revashandi havamiriri kuudzwa zvekuita nevezvematongerwo enyika

Kupiwa kweminda kuvanhu vane husimbe nekushaya ruzivo pamwe nekupinzwa kwezvematongerwo enyika mukurima kwoshorwa nemukuru weRBZ, Doctor John Mangudya vachiti ndezvimwe zviri kuwedzera nzara munyika.

Muchirongwa chedu chevechidiki Blessing Zulu anotaura nemumwe wevechidiki ari kutengesa mumigwagwa nekuda kwekushaya mabasa kunyange hazvo akadzidza zvinonwisa mvura.

Misoro yeNhau Gunyana, 6, 2015
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:27 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG