WASHINGTON D.C. —
Mabhuku maviri eBhaibheri, reOld Testament ne reNew Testament akanyorwa nguva dzakasiyana asi vafundisi vanoti mabhuku aya ane chinangwa chimwe chete uye haakwikwidzani.
Reverend Doctor David Simango veZAOGA Forward in Faith, kuManchester, ku United Kingdom vanoti shoko rekuti ‘testamende’ rinoreva ‘sungano’ kana kuti ‘chitenderano’.
Mufundisi Simango vanoti, “Tinesungano itsva nesungano rekare; chitenderano chekare nechitenderano chitsva,”
Facebook Forum