Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, China Kukadzi 25, 2016


Shona
Shona

Chikwata cheIMF chopinda muZimbabwe kuzoita misangano yakakosha yekuyedza kugadzirisa nyaya yehupfumi hwenyika.

Bato reNCA roshora mashoko egurukota rezvematunhu VaSaviour Kasukuwere ekuti mutemo unofanira kuvandudzwa kuti pavhoterwe makanzura akadzidza chete.

Mumiriri weAmerica muZimbabwe mutsva VaHarry K. Thomas Junior vanotora mhiko vachisangana nemutungamiri wenyika VaRobert Mugabe.

Muchirongwa cheLiveTalk-Womens Round Table na 8:30 pm tiri kutarisa zviri kuitwa nemadzimai munyaya dzezvematongerwo enyika.

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 12080, ne 15460 Kilohertzs pa Shortwave kana paFacebook page yedu yeVOA Shona.

please wait

No media source currently available

0:00 0:01:21 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG