Ngwenya mbira Diana Samkange Mangwenya Ogadzirira Kufadza Vatevedzeri Vake MuBritain

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Ngwenya mbira Diana Samkange "Mangwenya" ari muBritain pari zvino umo ari kutarisirwa kuridza mimhanzi yake kumitambo ichapindwa nezvizvarwa zvemunyika iyi nezve kuZimbabwe. Mangwenya anoti ane dambarefu raari kuparura kuBritain. Ngatizweyi hurukuro yaaita naMarvellous Mhlanga-Nyahuye weStudio 7.