Bazi Rinowona Nezvemamiriro Ekunze Rotaura Pamuso Pekundengendeka Kwakaitika Munyika

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Bazi rinowona nezvemamiriro ekunze rinoti kundengendeka kwakaitika munyika nezuro kwakakonzerwa ne earthquake yakaitika kuBotswana yakazoita kuti maungira ayo anzwikwe kunyika dzemuSouthern Africa. Mutauriri webazi iri, VaTich Zinyemba, vanoti havasati vanzwa kana paine vanhu vakakuvara.