VaMugabe Vanoti VaSupa Mandiwanzira Ndivo Mutungamiri weNyika Vasati Vazvigadzirisa kwaMutare
Your browser doesn’t support HTML5
Nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti zviri pachena kuti kukanganwa kwave kuita mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe munongedzo wekuti vakwegura uye vanofanira kuenda pamudyandigere.