Nyaya Ina Arthur Chigoriwa
Your browser doesn’t support HTML5
Madzimai akawanda muKariba vanogamuchira chirongwa chekuronga
mhuri pachishandiswa machubhu anodyarwa munyama necheparuoko, kana
kuti jadelles, pamwe nekusunga chibereko,tuberligation, kune avo
vanenge vasisade kuita vamwe vana zvakare, chiri kuitwa nebazi
reZimbabwe Population Services.