Zvizvarwa zveZimbabwe Zviri muAmerica Zvakaita Mabasa Anonwisa Mvura Gore Rino Zvotarisirwa Kuremekedzwa

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Gungano reZimbabwe Achievers Awards USA rinoti richange richiremekedza zvizvarwa zveZimbabwe zviri muAmerica zvakaita mabasa anonwisa mvura gore rino mubasa akasiyana siyana. VaClive Chinzou vesangano iri vanoti vanhu vatove mushishi rekuvhotera vavanoda kuti vapihwe mukombe emabasa avakaita.