Mutungamiri weNyika VaEmmerson Mnangagwa Votarisirwa Kusangana neZvizvarwa zveZimbabwe Zviri muAmerica

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa vari kutarisirwa kusangana nezvizvarwa zvezimbabwe zviri muAmerica pamusangano uchaitwa muNew York mangwana. Mumwe weavo vari kuronga musangano uyu muzvare Stella Mabugu vanoti pari zvino vari kufara nehuwandu hwevanhu vari kuda kupinda mumusangano uyu.