Mutungamiri weBato reMDC VaNelson Chamisa Vanoti Hapana Nhaurirano Dzavati Vaita neMutungamiri weNyika VaMnangagwa

Your browser doesn’t support HTML5

Mutungamiri weMDC VaNelson Chamisa vanoti hapana nhaurirano yavati vaita nemutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa mushure mesarudzo. VaChamisa vakataura izvi pachirongwa che LiveTalk paStudio7 nezuro. Veruzhinji votaurawo pfungwa dzavo pamusoro pemashoko aya. Nyaya ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye.