Madzimai esangano reZimbabwe Women Arise aratidzira muWashington D.C. musi wa 17 Mbudzi, pazuva iro nyika yasvitsa gore pave nehurumende itsva. Madzimai aya anoti hapana chati chazadziswa nehurumende yaVaEmmerson Mnangagwa pane zvose zvavakavimbisa vanhu gore rapera.
Madzimai eSangano reZimbabwe Women Arise Anoratidzira paMuzinda weZimbabwe muD.C. Achiti Hurumende Itsva Yatadza Kuzadzisa Vimbiso
Your browser doesn’t support HTML5