NPRC Inokurudzirwa Kushandisa Mubasa Ravo Vanhu Vakamboshungurudzwa

Your browser doesn’t support HTML5

Sachigaro vesangano reZimbabwe Political Victims Foundation Trust, VaSekai Gombe, vakurudzira National Peace and Reconciliation Commission (NPRC) kuti ishande, mubasa ravari kuita, nevanhu vakamboshungurudzwa kuti vavanotaura navo vataure zvese zviri mupfungwa dzavo vakasununguka.