Pastor Fortunate Hove Vanotsanangura Kukosha Kwemazita

Your browser doesn’t support HTML5

Pastor Fortunate Hove, veConcerned Family Ministry kuCalifornia, vanoti zita rimwe nerimwe rine zvarinoreva uye rinechikonzero charinopiwirwa munhu. Vanoti pamwe Nyadenga aizochinja zita remunhu kana achinge atadza kana kugona zvaatumwa sezvaakaita kuna Abram naPaul.