Mutori weNhau Abigail Gamanya Ochemwa seGamba Mukuburitswa kweMashoko

Your browser doesn’t support HTML5

Amai VaMuzvare Gamanya, Amai Otilia Dhlamini kana kuti Mai Kalisto Bvunzawabaya vaudza Studio 7 kuti mwana wavo akarwara kwenguva pfupi vachitiwo mhuri yavo pamwe nenyika yarasikirwa zvakanyanya. Amai Dhlamini vatiwo varikutarisira kuradzika mwana wavo neChina muno muHarare.