Zimstat Inoti Nyika Yave Kudzikira paNyaya yeDzidzo

Your browser doesn’t support HTML5

Vachitura nezve ongororo yavo, mukuru weZimstats VaTaguma Mahonde vati pavana vese vanofanirwa kuva muzvikoro kubva pamakore mana, zvikamu makumi mapfumbamwe nezvina kubva muzana ndivo vakamboenda kuchikoro. Vhidhiyo ina Rutendo Mawere.