Mapurisa Oshushikana neKufa kweVanhu Munjodzi DzeMumigwagwa

Your browser doesn’t support HTML5

Vachitaura muHarare nhasi VaMunesu Munodawafa vanoshanda kuTraffic Safety Council of Zimbabwe vaudza vatori venhau kuti tsaona zhinji dziri kuitika munyika dzinodziviririka.Vati sezvo pachiita tsaona dzakawanda munguva yezororo vatotumira vanhu kuti vadzidzise vatyairi uye kusunga vanotyora mutemo.