Gweta reSangano Rinomirira Kodzero dzeVana reJustice For Children Rokumbira Kuti Mwana Akasungwa Pamwe neNengo dze CCC Asatongwe Pajekerere
Your browser doesn’t support HTML5
Gweta resangano rinomirira kodzero dzevana reJustice for Children, Amai Pamela Musimwa, vasvitsa chikumbiro kudare chekuti umwe mwana ari pasi pemakore gumi nemasere uyo akasungwa pamwe chete nenhengo dzeCCC asatongwe pajekerere. Amai Musimwa vati kuita izvi kunotyora kodzero dzemwana uyu.