Studio 7 Inosvitsa Makore Makumi Maviri Ichitepfenyura muZimbabwe, Hurumende Ichiti Iri Kutepfenyura Zviri Kunze kweMutemo

Your browser doesn’t support HTML5

VaOwen Dhliwayo vanoti vakatanga kuterera Studio7 masvondo mashonana ichangoenda pamhepo uye nhasi ndiyo nhepfenyuro yavanofarira kudarika dzese.Vhidhiyo ina Godwin Mangudya.