Zimbabwe Yobatana Nedzimwe Nyika Kucherechedza Zuva reMadzimai

Your browser doesn’t support HTML5

#IWDZim Muzvare Thokozani Khupe vanove nhengo yebato reCCC, vange varipowo pachiitiko ichi, uye vati kushungurudzwa kwevanhukadzi kunyanya vari mune zvematongerwo enyika kunoodza moyo yavo pamwe nevanasikana.Vhidhiyo ina Kudzanai Musengi.