Vana Vane Hwasha Vorapwa Pachena kuParirenyatwa
Your browser doesn’t support HTML5
Mumwe mudzimai angoda kuzivikanwa nekuti Nyasha abva kwaMutoko ane vana vaviri vari muchipatara cheParirenyatwa vakamirira kugadzirwa muromo audza Studio 7 kuti kumusha vanhu vazhinji vanga vasiri kutambira hurema hwevana vake.Vhidhiyo ina Rutendo Mawere.