Bato reCCC Rinoita Mitambo yeBhora yeKutenda Vechidiki Vakanyoresa Kuvhota muBulawayo

  • Jonga Kandemiiri

VaGift Ostalos Siziba veCitizens Coalition For Change (Kurudyi)

Bato rinopikisa reCitizens' Coalition for Change rinotungamirirwa naVaNelson Chamisa, rinoti nhasi raita mitambo yenhabvu muguta reBulawayo wekutenda vechidiki vakanyoreesa kuvhota muchirongwa cheZimbabwe Electoral Commission, ZEC, chekufamba ichinyoresa vanhu kuvhota icho chakapetwa nemusi weSvondo.

Vakafanobata chgaro chemutevedzeri wemutauriri weCCC, VaGift Ostalos Siziba, vanoti senzira yekutenda vechidiki ava pamwe nekuvakurudzira kuti vanyorese kuvhota, bato ravo rapa mibayiro kuzvikwata zvapinda mumitambo yavo iyi.

Your browser doesn’t support HTML5

Hurukuro naVaGift Ostalos Siziba