Vechidiki Vopesana Maonero paNyaya yeZuva Rekuwana Kuzvitonga Kuzere
Your browser doesn’t support HTML5
Mumwe anorwira kodzero dzevechidiki, uye akambomirira Zimbabwe kuWorld Federation of United Nations Association, VaMcLeo Mapfumo, vanoti hurumende inofanira kugadzirisa hupfumi hwenyika kuitira kuti isarasikirwe nevechidiki vave kutiza nyika yavo, vachinopundutsa dzimwe nyika.