Hurumende Youmba Komiti Yekuongorora Huwori Mumapazi Ayo
Your browser doesn’t support HTML5
VaMthuli Ncube vati hwaro hwavaparura uhwu, uhwo hurikudaidzwa kuti International Public Sector Accounting Standards Financial Reporting Manual, huchaita kuti mapazi ose ehurumende, makanzuru pamwe nemakambani ehurumende asungirwe kuzivisa vabati vehomwe yehurumende mashandisiro avanenge vaita mari