Mamwe Madzimai Oshora Kuwedzerwa Kwakaita Hupenyu hweMagwaro eZEP neNguva Yavanoti iPfupi Vachiti Dai Hwakawedzerwa neMakore

Your browser doesn’t support HTML5

Amai Luciah Homu vanoti kuwedzerwa kwemaZEP nezvigwishu hakufadze sezvo kuri kuita kuti vanetsekane mukutsvaga mabasa. Vanoti dai hurumende yeSouth Africa yavapa nguva yakati rebeyi. (Vhidhiyo ina Shingirai Madondo.)