Amai VaTapiwa Makore, Uyo Akapondwa kwaMurehwa, Voshuvira Kuti Vakaponda Mwana Wavo Vapiwe Mutongo Wakaomarara
Your browser doesn’t support HTML5
Amai VaTapiwa Makore vanoti vakauraya mwana wavo vanofanira kupihwa mutongo wekuti vasabude zvakare mujeri. (Vhidhiyo ina Godwin Mangudya.)