Bato reZANU PF Rinoti Riri Kutambira Vari Munyika Kuzoongorora Sarudzo Asi Havafanire Kupindira Mumafambisirwo Adzo
Your browser doesn’t support HTML5
Mutauriri VaChris Mutsvangwa vaudza vatori venhau kuti hurumende yadaidza vaongorori nekuti hapana chekuvanza. (Vhidhiyo ina Rutendo Mawere.)