Rimwe gweta raVaLovedale Mangwana veZanu PF, VaEdily Mubaiwa Vanoti Vatambira neMufaro Mutongo Waturwa neDare reSupreme Court

Your browser doesn’t support HTML5

Rimwe remagweta raVaLovedale Mangwana veZanu PF, VaEdily Mubaiwa,vaudza Studio 7 kuti vakamirira kuona matanho achatorwa naVaKasukuwere uye vati vane chivimbo chekuti hapana danho richatorwa rinokwanisa kumisa mutongo wanhasi.(Vhidhiyo ina Godwin Mangudya.)