ZEC Inoti Zvinhu Zviri Zvirikufamba Zvakanaka Pamberi peSarudzo.
Your browser doesn’t support HTML5
Sachigaro weJustice Priscillar Chigumba, vanoti zvikamu makumi masere kubva muzana zvezvinhu zvese zvichashandiswa musarudzo kumatunhu ese munyika uye zvinhu zvese zviri kufamba zvakanaka. Asi vanopikisa vari kumatare vachiti havasi kufara nezviri kuitwa neZEC. (Vhidhiyo ina Godwin Mangudya.)