Mumiriri weBuhera West, VaTafadzwa Mugwadi veZanu PF, Vofadzwa neKutoreswa Mhiko Kwaitwa Nhengo dzeCCC

Your browser doesn’t support HTML5

Mumiriri wedunhu reBuhera West VaTagadzwa Mugwadi veZanu PF vanoti vafara kuti kunyange vanopikisa vatorawo.mhiko. (Vhidhiyo ina Godwin Mangudya.)