Hurumende Inoti Iri Kuita Zvose Zvingadiwa Kuti Gohwo reDonje reMwaka Uno Ringe Rakawanda

Your browser doesn’t support HTML5

Vachitaura neStudio 7 nhasi muHarare pagungano rekupemberera zuva rekukosha kwedonje, reWorld Cotton Day, rarongwa nekambani yeCottco, gurukota rinoona nezvekurima, VaAnxious Masuka vati hurumende iri kuita zvose zvingadiwa kuti donje richarimwa gore rino, ringe rakawanda chose.