Mamwe Madzimai ekuBikita KuMasvingo Votsvaga Rubatsiro Rwekuti Vakwanise Kugadzira Zvinhu Kubva kuZviwanikwa zveMusangano
Your browser doesn’t support HTML5
Muzvare Charity Mutapure vekuBikita, kuMasvingo, vanoti zviwanikwa zvemusango zvirimo munzvimbo yavo, asi vanodawo rubatsiro kuti vakwanise kuwanawo chouviri kubva mazviri. (Vhidhiyo naTobias Mudzingwa)