Magweta aVaSengezo Tshabangu, Avo Vanozviti Ndivo Munyori mukuru weCCC, Anoti Akakwidza Chikumbiro kuDare Kuti Vakadzingwa Vasakwikwidze
Your browser doesn’t support HTML5
Rimwe remagweta aVaSengezo Tshabangu, VaNqobani Sithole, vaudza vatori venhau kuti chikumbiro chavaisa ichi ndechekuti vese vakadzingwa naVaTshabangu vasakwikwidze zvakare vachishandisa zita rebato reTripple C. (Vhidhiyo ina Rutendo Mawere)