Vabereki Vokurudzirwa Kuti Vabatane muZvirongwa zveKurwiswa kweDambudziko reKutorwa kweZvinodhaka neVechidiki
Your browser doesn’t support HTML5
Mumwe mubereki asingade kuzivikanwa nezita anoti ichokwadi kuti munguva yezororo vechidiki vanopindana nemisikanzwa mizhinji, asi achiti izvi zvinokwanisa kumiswa nekubatana kwevagari vemunharaunda dzinobviwa nevana ava. (Vhidhiyo ina Tobias Mudzingwa)