Zimbabwe Yaparura Chirongwa Chekupa Vana Mamiriyoni Mana Nhomba yeMhetamakumbo

A baby receives a polio vaccine during the Malawi Polio Vaccination Campaign Launch, in Lilongwe Malawi, Sunday March 20, 2022. A drive to vaccinate more than 9 million children against polio has been launched this week in four countries in southern and e

Zimbabwe ichishanda nemasangano eUnited Nations anoti reUNICERF neWorld Health Organization nhasi yaparura chirongwa chekupa vana vari pasi pemakore gumi nhomba yechirwere chemhetamakumbo kana kuti polio.

Bazi rezvehutano rinoti chinangwa charo ndedonhedzera vana mamiriyoni gumi.

Chirwere ichi chakambenge chapedzwa munyika muna 2005 chisati chatanga kupararira zvakare muna 2023. Zimbabwe iri kubatsirwa nemari nemishonga nesangano reGlobal Polio Eradication Inititive.

Nyanzvi munyaya dzezvehutano, Dr Simbiso Ranga vakurudzira vabereki kuti vabayise vana nhomba yemhetamakumbo sezvo vachigona kuguma varemara.

Your browser doesn’t support HTML5

Hurukuro na Dr Simbiso Ranga