Gurukota rezveMadzimai, Amai Monica Mutsvangwa, Vanoti Zvakakosha Kuti Dambudziko reKushungurudzwa kweMadzimai Rideredzwe muNyika
Your browser doesn’t support HTML5
Gurukota rinoona nezvemadzimai, Amai Monica Mutsvangwa, vanoti nyika haigoni kubudirira kana ichine dambidziko rekushungurudzwa kwemadzimai pamwe nevanasikana. (Vhidhiyo ina Rutendo Mawere.)