Varimi veFodya Vokurudzira Kuti Mari Dziri Kutengwa Nadzo Chirimwa Ichi Dzikwidzwe
Your browser doesn’t support HTML5
Murimi wefodya zvakare vari mutungamiri wesangano reZimbabwe Progressive Tobacco Farmers Association, VaMutandwa Mutasa, vanoti huwandu hwemari yekunze inopihwa varimi hwaifanira kuwedzerwa nekuti zvekushandisa pakurima zviri kudhura. (Vhidhiyo ina Godwin Mangudya)